sn.wikipedia.orgZana - Wikipedia 100 Zana (hundred) kureva gumi remakumi kana kuti makumi gumi. VaZigula vanoti gana kana magana (hundred) kureva zana. VaKikuyu vanoti magana matano (five hundred) kureva mazana mashanu. VaBemba neBaila vanoti mwanda (hundred) kureva zana. VaKagulu vanoti chidore, kidore kana gana (n. hundred) kureva zana. Chiaushi vanoti umwanda (n. hundred) kureva zana